Mugabe can still pack a 90-tonne punch


0

President Robert Mugabe who turned 90 two months ago today said he can still pack a 90-tonne punch so the Movement for Democratic Change must not mistake his silence over repeated calls to take action against his regime as a sign of weakness. “Ngavarege kutiona kuti kunyarara kwatakaita vachiti ‘aah vanhu vaya ava hapasisina zvavachakwanisa kuita, vadhamba’. Tinovadhambisa. Aiwa, kana iko kamudhara ke90 years chibhakera chacho . . . i90 tonnes icho ndokutidibura nacho …..Ayaka mauto angu ndochibhakera changu aya.” Mugabe said ge did not tolerate violence from anywhere even within the MDC. “Hatidi huny’any’a pakati pedu, avo vatirikunzwa varikuda kurovana nekuti havachanzwanana. Aiwa, tinoda kuti vagadzirisane pabato ravo vari mumaoffice, zvekurovana hatizvide. Nyangwe muchirovana muri veMDC kana chii takaramba violence kare. Itai nyaya dzenyu parunyararo, gakava rinoitwa asi vanhu vanogara pasi. Kana muchisiyana vanobuda vobuda parunyararo, kana uchida kuita party yako woita parunyararo.”

(25 VIEWS)

Don't be shellfish... Please SHAREShare on google
Google
Share on twitter
Twitter
Share on facebook
Facebook
Share on linkedin
Linkedin
Share on email
Email
Share on print
Print

Like it? Share with your friends!

0
Charles Rukuni
The Insider is a political and business bulletin about Zimbabwe, edited by Charles Rukuni. Founded in 1990, it was a printed 12-page subscription only newsletter until 2003 when Zimbabwe's hyper-inflation made it impossible to continue printing.

0 Comments

Your email address will not be published. Required fields are marked *